Deuteronomy 2:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari weɗu akamuisa mumaʋoko eɗu, tikamukunda, iye naʋana ʋake, naʋanhu ʋake ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari wedu akamuisa kwatiri uye takamuparadza, iye pamwe chete navanakomana vake nehondo yake yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi Mwari wedu akamuisa mumaoko edu tikamukurira navanakomana vake navanhu vake vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wedu akamuisa mumaoko edu, tikamukunda, iye navana vake, navanhu vake vose.
Shona 2009?
Jehovha Mwari wedu akamuisa mumaoko edu, tikamukunda, iye navana vake, navanhu vake vose.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari wedu akamuisa mumaoko edu, tikamukunda, iye navana vake, navanhu vake vose.