Deuteronomy 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raira ʋanhu, uti: Munofanira kupfuʋura nomunyika yehama dzenyu, ʋana ʋaEsau, ʋagere Seiri; iʋo ʋacakutyai, saka cenjerai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rayira vanhu uti, ‘Mava pedyo kuti mupfuure nomunyika yehama dzenyu vana vaEsau, vagere paSeiri. Ivo vachakutyai, asi muchenjere kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Udzai vanhu kuti iye zvino izvi mava kupfuura nomunyika yehama dzenyu vana vaEsau vagere munyika yeSeiri. Vachakuzezai, saka itai makachenjera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Raira vanhu, uti, ‘Munofanira kupfuura nomunyika yehama dzenyu, vana Esau, vagere Seiri; ivo vachakutyai, saka chenjerai.
Shona 2009?
Raira vanhu, uti, `Munofanira kupfuura nomunyika yehama dzenyu, vana vaEsau, vagere Seiri; ivo vachakutyai, saka chenjerai
Shona SUB 2002 Bible
Raira vanhu, uti, ‘Munofanira kupfuura nomunyika yehama dzenyu, vana vaEsau, vagere Seiri; ivo vachakutyai, saka chenjerai.