Deuteronomy 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaʋaʋamba, nokuti handiŋgakupiyi nyika yaʋo, kunyaŋge paŋgatsikwa norutsoka; nokuti ndakapa Esau gomo reSeiri, riʋe rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musavatanga kuti murwe, handingakupei chikamu chipi zvacho chenyika yavo, kunyange pangakwana kuisa rutsoka rwenyu. Ndakapa Esau nyika yamakomo yeSeiri kuti ive yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musadenhana navo nokuti handisi kuzokupai kunyange kadimbu kenyika yavo, kwete, kunyange kanzvimbo kanokwana kutsika rutsoka zvarwo nokuti ndakapa gomo reSeiri kuna Esau senhaka yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musavavamba, nokuti handingakupiyi nyika yavo, kunyange pangatsikwa norutsoka; nokuti ndakapa Esau gomo reSeiri, rive rake.
Shona 2009?
Musavavamba, nokuti handingakupiyi nyika yavo, kunyange pangatsikwa norutsoka; nokuti ndakapa Esau gomo reSeiri, rive rake.
Shona SUB 2002 Bible
Musavavamba, nokuti handingakupiyi nyika yavo, kunyangwe pangatsikwa norutsoka; nokuti ndakapa Esau gomo reSeiri, rive rake.