Deuteronomy 2:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuteŋga ɀokudya kwaʋari nemari, mudye, nemvura munofanira kuiteŋga ʋo kwaʋari, munwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kuvaripa nesirivha zvokudya zvamuchadya nemvura yamuchanwa.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokudya zvenyu muchatoita zvokutotenga nemari kwavari kana mvura yenyu yokunwa muchatoita zvokutenga nemari kwavari.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kutenga zvokudya kwavari nemari, mudye, nemvura munofanira kuitengawo kwavari, munwe.
Shona 2009?
Munofanira kutenga zvokudya kwavari nemari, mudye, nemvura munofanira kuitengawo kwavari, mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kutenga zvokudya kwavari nemari, mudye, nemvura munofanira kuitengawo kwavari, munwe.