Deuteronomy 20:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukaɓuɗa kundorwa naʋaʋeŋgi ʋako, ukaʋona mabiza, neŋgoro, naʋanhu ʋakawanda kupfuʋura iwe, usaʋatya; nokuti Jehova Mŋari wako unewe, iye wakakuɓuɗisa panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchienda kundorwa navavengi venyu uye mukaona mabhiza nengoro nehondo huru kupfuura yenyu, musavatya, nokuti Jehovha Mwari, uyo akakubudisai kubva muIjipiti, achava nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana moenda kuhondo kundorwa navavengi venyu musazoti kana maona mabhiza mazhinji nengoro nehondo yakakura kupinda yenyu mobva mavatya nokuti Tenzi Mwari wenyu akakuburitsai kuIjipiti, anemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ukabuda kundorwa navavengi vako, ukaona mabhiza, nengoro navanhu vakawanda kupfuura iwe, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako unewe, iye wakakubudisa panyika yeIjipiti.
Shona 2009?
"Kana ukabuda kundorwa navavengi vako, ukaona mabhiza, nengoro navanhu vakawanda kupfuura iwe, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako unewe, iye wakakubudisa panyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ukabuda kundorwa navavengi vako, ukaona mabhiza, nengoro navanhu vakawanda kupfuura iwe, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako unewe, iye wakakubudisa panyika yeIjipiti.