Deuteronomy 20:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋakadzi, nepxere, neŋombe, neɀose ɀiri muguta, ɀose ɀiŋgapambga, unofanira kuɀitapira iɀo; iwe ucadya ɀakapambga kuʋaʋeŋgi ʋako, ɀaunopiwa naJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana vari vakadzi, navana nezvipfuwo uye nezvimwe zvose zviri muguta, munogona kuzvitora sezvakapambwa. Uye mungashandisa zvenyu zvakapambwa izvi zvamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kubva kuvavengi venyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakadzi navana nemombe nezvimwe zvose zvomugutamo pamwechete nezvose zvaunenge wapamba, tora zvako. Idya zvako upfumi hwaunenge watorera vavengi vako vakaiswa mumaoko mako naTenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vakadzi, nepwere, nemombe, nezvose zviri muguta, zvose zvingapambwa, unofanira kuzvitapira izvo; iwe uchadya zvakapambwa kuvavengi vako, zvaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
asi vakadzi, nepwere, nemombe, nezvose zviri muguta, zvose zvingapambwa, unofanira kuzvitapira izvo; iwe uchadya zvakapambwa kuvavengi vako, zvaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
asi vakadzi, nepwere, nemombe, nezvose zviri muguta, zvose zvingapambwa, unofanira kuzvitapa izvo; iwe uchadya zvakapambwa kuvavengi vako, zvaunopiwa naJehovha Mwari wako.