Deuteronomy 20:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuita saiɀoɀo namaguta ose ari kure kwaɀo newe, asati ari maguta endudzi idzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvamunofanira kuita kumaguta ose ari chinhambwe kubva kwamuri uye asiri maguta endudzi dziri pedyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo ndizvo zvauchaita namaguta anenge ari kure kure newe asiri amarudzi avanhu vokuno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuita saizvozvo namaguta ose ari kure kwazvo newe, asati ari maguta endudzi idzi.
Shona 2009?
Unofanira kuita saizvozvo namaguta ose ari kure kwazvo newe, asati ari maguta endudzi idzi.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuita saizvozvo namaguta ose ari kure kwazvo newe, asati ari maguta endudzi idzi.