Deuteronomy 20:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ari maguta aʋanhu aʋa, ʋaunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti ʋaʋe nhaka yako, haufaniri kurega cinhu cimŋe cinofema ciri cipenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi, mumaguta endudzi amuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka, musasiya chinhu chipi zvacho chipenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana zviri zvemaguta amarudzi avanhu vomunyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako kuti ive yako, usambosiya zvako kana chinhu chinofema chiri chipenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana ari maguta avanhu ava, vaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti vave nhaka yako, haufaniri kurega chinhu chimwe chinofema chiri chipenyu;
Shona 2009?
"Asi kana ari maguta avanhu ava, vaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti vave nhaka yako, haufaniri kurega chinhu chimwe chinofema chiri chipenyu;
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana ari maguta avanhu ava, vaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti vave nhaka yako, haufaniri kurega chinhu chimwe chinofema chiri chipenyu;