Deuteronomy 20:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋarege kukudzidzisai kuita ɀose ɀaʋo ɀinonyaŋgadza, ɀaʋakaitira ʋamŋari ʋaʋo; imi mukatadzira Jehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vangazokudzidzisai tsika dzavo dzinonyangadza dzavanoita vachinamata vamwari wavo, mugotadzira Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo kunenge kuri kuitira kuti varege kuzokudzidzisa maitiro ose avo anosemesa avanoita pakunamata vamwari vavo ukazotadzira Tenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti varege kukudzidzisai kuita zvose zvavo zvinonyangadza, zvavakaitira vamwari vavo; imi mukatadzira Jehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
kuti varege kukudzidzisai kuita zvose zvavo zvinonyangadza, zvavakaitira vamwari vavo; imwi mukatadzira Jehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
kuti varege kukudzidzisai kuita zvose zvavo zvinonyangadza, zvavakaitira vamwari vavo; imi mukatadzira Jehovha Mwari wenyu.