Deuteronomy 20:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukakomba guta ŋguʋa refu, ucirwa naro, kuti urikunde, haufaniri kuparadza miti yaro, uciitema nesanhu; uŋgaidya, haufaniri kuitema; nokuti muti womusaŋgo munhu here, kuti ukombge newe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukakomba guta kwenguva refu, muchirirwisa kuti muripambe, musaparadza miti yaro nokuitema nokuti munogona kudya michero yayo. Musaitema. Ko, miti yomusango vanhu here, zvokuti mungaikomba?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mukakomba guta, mukarigaririra kwenguva ndefu muchirirwisa muchida kurikurira, musateme miti yaro nokuti munogona kudya michero yayo. Regai kuparadza miti. Ko miti ndovanhu here vamungakomberane kurwisa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ukakomba guta nguva refu, uchirwa naro, kuti urikunde, haufaniri kuparadza miti yaro, uchiitema nesanhu; ungaidya, haufaniri kuitema; nokuti muti womusango munhu here, kuti ukombwe newe?
Shona 2009?
"Kana ukakomba guta nguva refu, uchirwa naro, kuti urikunde, haufaniri kuparadza miti yaro, uchiitema nesanhu; ungaidya, haufaniri kuitema; nokuti muti womusango munhu here, kuti ukombwe newe?
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ukakomba guta nguva refu, uchirwa naro, kuti urikunde, haufaniri kuparadza miti yaro, uchiitema nesanhu; ungaidya, haufaniri kuitema; nokuti muti womusango munhu here, kuti ukombwe newe?