Deuteronomy 20:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana mosweɗera pakurwa, muprista unofanira kuʋuya kuzotaura naʋanhu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchinge mava kuda kurwa, muprista anofanira kuuya kuzotaura kuvarwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana moda kumirisana kurwa hondo, mupristi ngaauye azotaura kuvarwi achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana moswedera pakurwa, mupristi anofanira kuuya kuzotaura navanhu,
Shona 2009?
Zvino kana moswedera pakurwa, muprista anofanira kuuya kuzotaura navanhu,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana moswedera pakurwa, mupristi anofanira kuuya kuzotaura navanhu,