Deuteronomy 20:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye, panomunhu here wakarima munda wemizambiriŋga, ucigere kudya micero yawo? Ŋgaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumŋe akadya micero yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pane akarima munda womuzambiringa here uye asati atanga kudya michero yawo? Ngaadzokere kumba kwake, nokuti angafa pakurwa uye mumwewo akazodya michero yawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane munhu here akasima munda wake wamagirepisi aasati adya michero yayo? Ngaadzokere kumusha angadaro akafa muhondo iyi michero yacho ikazodyiwa hayo nomumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye, pano munhu here wakarima munda wemizambiringa, uchigere kudya michero yawo? Ngaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumwe akadya michero yawo.
Shona 2009?
Uye, pano munhu here wakarima munda wemizambiringa, uchigere kudya michero yawo? Ngaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumwe akadya michero yawo.
Shona SUB 2002 Bible
Uye, pano munhu here wakarima munda wemizambiringa, uchigere kudya michero yawo? Ngaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumwe akadya michero yawo.