Deuteronomy 20:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye, panomunhu here wakanyeŋga musikana, ucigere kumuwana? Ŋgaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumŋe akamuwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pane akanyenga musikana here uye asati amuwana? Ngaadzokere kumba kwake, nokuti angafa pakurwa uye mumwewo akazomuwana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane munhu here achangobva mukuroora asati apiwa mudzimai wake? Ngaadzokere kumusha angadaro akafa muhondo iyi, mudzimai wake akazotorwa nomumwe murume.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye, pano munhu here wakanyenga musikana, uchigere kumuwana? Ngaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumwe akamuwana.’
Shona 2009?
Uye, pano munhu here wakanyenga musikana, uchigere kumuwana? Ngaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumwe akamuwana.'
Shona SUB 2002 Bible
Uye, pano munhu here wakanyenga musikana, uchigere kumuwana? Ngaadzokere kumba kwake; kuti arege kufa pakurwa, mumwe akamuwana.’