Deuteronomy 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ucindorwa naʋaʋeŋgi ʋako, Jehova Mŋari wako akaʋaisa mumaʋoko ako, ukaʋatapa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchinge maenda kundorwa navavengi venyu uye kana Jehovha Mwari wenyu avaisa mumaoko enyu uye mavatapa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ukaenda kuhondo kundorwa navavengi vako, Tenzi Mwari wako akaisa vavengi vako mumaoko ako ukavatapa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana uchindorwa navavengi vako, Jehovha Mwari wako akavaisa mumaoko ako, ukavatapa,
Shona 2009?
"Kana uchindorwa navavengi vako, Jehovha Mwari wako akavaisa mumaoko ako, ukavatapa,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana uchindorwa navavengi vako, Jehovha Mwari wako akavaisa mumaoko ako, ukavatapa,