Deuteronomy 21:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ukaʋona pakati paʋatapxa mukadzi wakanaka, ukamuɗa, ukaɗa kumuwana aʋe mukadzi wako,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ukaona pakati pavakatapwa mukadzi akanaka ukamuda, unogona kumutora ave mukadzi wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana ukaona mukadzi ane chimiro chakanaka pakati penhapwa idzodzo waungade kuroora,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ukaona pakati pavatapwa mukadzi wakanaka, ukamuda, ukada kumuwana ave mukadzi wako,
Shona 2009?
ukaona pakati pavatapwa mukadzi wakanaka, ukamuda, ukada kumuwana ave mukadzi wako,
Shona SUB 2002 Bible
ukaona pakati pavatapwa mukadzi wakanaka, ukamuda, ukada kumuwana ave mukadzi wako,