Deuteronomy 21:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokurasha ŋguʋo dzake dzokutapxa, ndokugara mumba mako acicema ɓaɓa ʋake namai ʋake mŋedzi wose; pashure paiɀoɀo iwe uŋgapinda kwaari, iwe uʋe murume wake, iye aʋe mukadzi wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ugorasha nguo dzaakatapwa nadzo. Mushure mokunge agara mumba mako nokuchema baba namai vake kwomwedzi wose, ipapo ugopinda kwaari, uve murume wake naiye achava mukadzi wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
abvise hanzu yake yaakanga akapfeka paakatapwa. Achaita mwedzi wose achichema baba namai vake agere mumba mako, wozobva wopinda naye mumba, iwe wova murume wake iye achivawo mukadzi wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokurasha nguo dzake dzokutapwa, ndokugara mumba mako achichema baba vake namai vake mwedzi wose; pashure paizvozvo iwe ungapinda kwaari, iwe uve murume wake, iye ave mukadzi wako.
Shona 2009?
nokurasha nguvo dzake dzokutapwa, ndokugara mumba mako achichema baba vake namai vake mwedzi wose; pashure paizvozvo iwe ungapinda kwaari, iwe uve murume wake, iye ave mukadzi wako.
Shona SUB 2002 Bible
nokurasha nguo dzake dzokutapwa, ndokugara mumba mako achichema baba vake namai vake mwedzi wose; pashure paizvozvo iwe ungapinda kwaari, iwe uve murume wake, iye ave mukadzi wako.