Deuteronomy 21:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana iwe usiŋgafari naye, unofanira kumurega kuti aende hake kwaanoɗa; asi haufaniri kutoŋgomuteŋgesa nemari; haufaniri kumuitira seɀinoitirwa muranda, nokuti wakataŋga wamunyadzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana usina kufadzwa naye, murege aende chero kwaanoda. Haufaniri kumutengesa kana kumubata somuranda, sezvo uriwe wamunyadzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana usisamude murege zvake aende kwaanoda. Haubvumirwi kumutengesa nemari kana kumutora somuranda nokuti wakamukanganisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana iwe usingafari naye, unofanira kumurega kuti aende hake kwaanoda; asi haufaniri kutongomutengesa nemari; haufaniri kumuitira sezvinoitirwa muranda, nokuti wakatanga wamunyadzisa.
Shona 2009?
Zvino kana iwe usingafari naye, unofanira kumurega kuti aende hake kwaanoda; asi haufaniri kutongomutengesa nemari; haufaniri kumuitira sezvinoitirwa muranda, nokuti wakatanga wamunyadzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana iwe usingafari naye, unofanira kumurega kuti aende hake kwaanoda; asi haufaniri kutongomutengesa nemari; haufaniri kumuitira sezvinoitirwa muranda, nokuti wakatanga wamunyadzisa.