Deuteronomy 21:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana murume aciŋge anaʋakadzi ʋaʋiri, mumŋe unoɗikanwa, nomumŋe unoʋeŋgwa, ʋakamuɓerekera ʋana, unoɗikanwa nounoʋeŋgwa ʋose ʋari ʋaʋiri; ɀino kana mŋanakomana weɗaŋgwe ari waiye unoʋeŋgwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu aine vakadzi vaviri, uye achida mumwe asi asingadi mumwe, uye vose vakamuberekera vanakomana asi wedangwe ari mwanakomana womukadzi waasingadi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana murume ane vakadzi vaviri mumwe waanoda nomumwe waasisadi vakamuberekera vana vakomana vaviri dangwe riri rouya waasingadi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana murume achinge ana vakadzi vaviri, mumwe unodikanwa, nomumwe unovengwa, vakamuberekera vana, unodikanwa nounovengwa vose vari vaviri; zvino kana mwanakomana wedangwe ari waiye unovengwa,
Shona 2009?
"Kana murume achinge ana vakadzi vaviri, mumwe unodikamwa, nomumwe unovengwa, vakamuberekera vana, unodikamwa nounovengwa vose vari vaviri; zvino kana mwanakomana wedangwe ari waiye unovengwa,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana murume achinge ana vakadzi vaviri, mumwe unodikanwa, nomumwe unovengwa, vakamuberekera vana, unodikanwa nounovengwa vose vari vaviri; zvino kana mwanakomana wedangwe ari waiye unovengwa,