Deuteronomy 21:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
musi waanogarisa ʋanakomana ʋake nhaka yake, haafaniri kupa mŋanakomana wounoɗikanwa ʋuɗaŋgwe, aciɗarika mŋanakomana wounoʋeŋgwa, iye ari mŋanakomana weɗaŋgwe caiye;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ogova pfuma yake kuvanakomana vake, haafaniri kupa kodzero yedangwe kumwanakomana womukadzi waanoda pachinzvimbo chomwana wake wedangwe chaiye, mwanakomana womukadzi waasingadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pazuva raanogovera vana vake nhaka ngaarege kutora mwana womukadzi waanoda omuti ndiye dangwe achisiya mwana womukadzi waasisadi anenge ariye dangwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
musi waanogarisa vanakomana vake nhaka yake, haafaniri kupa mwanakomana wounodikanwa udangwe, achidarika mwanakomana wounovengwa, iye ari mwanakomana wedangwe chaiye;
Shona 2009?
musi waanogarisa vanakomana vake nhaka yake, haafaniri kupa mwanakomana wounodikamwa udangwe, achidarika mwanakomana wounovengwa, iye ari mwanakomana wedangwe chaiye;
Shona SUB 2002 Bible
musi waanogarisa vanakomana vake nhaka yake, haafaniri kupa mwanakomana wounodikanwa udangwe, achidarika mwanakomana wounovengwa, iye ari mwanakomana wedangwe chaiye;