Deuteronomy 21:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu aciŋge atadza ciʋi cinofanirwa norufu, akaʋurawa, ukamusuŋgirira pamuti;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu achinge aine mhosva yakafanira rufu, akaurayiwa uye chitunha chake chikasungirirwa pamuti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu apara mhosva inokodzera rufu, imi mukamuuraya mukazomuturika pamuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana munhu achinge atadza chivi chinofanirwa norufu, akaurawa, ukamusungirira pamuti;
Shona 2009?
"Kana munhu achinge atadza chivi chinofanirwa norufu, akaurawa, ukamusungirira pamuti;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana munhu achinge atadza chivi chinofanirwa norufu, akaurayiwa, ukamusungirira pamuti;