Deuteronomy 21:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
citunha cake hacifaniri kuʋata pamuti ʋusiku bgose, asi unofanira kumuʋiga nomusi iwoyo, nokuti munhu wakasuŋgirirwa wakatukwa naMŋari; kuti urege kuȿiɓisa nyika yako yaunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti iʋe yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
hamufaniri kusiya chitunha chake chiri pamuti usiku hwose. Muone kuti mamuviga zuva rimwe chetero, nokuti ani naani akasungirirwa akatukwa naMwari. Hamufaniri kusvibisa nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chitunha chake ngachirege kurara usiku hwose chiripo. Chivigei zuva rakarero nokuti munhu anenge aturikwa pamuti anenge ashorwa zvakanyanyisisa, naTenzi. Regai kun'oresa nyika yenyu yamuri kupiwa naTenzi Mwari wenyu kuti ive nhaka yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
chitunha chake hachifaniri kuvata pamuti usiku hwose, asi unofanira kumuviga nomusi iwoyo, nokuti munhu wakasungirirwa wakatukwa naMwari; kuti urege kusvibisa nyika yako yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive yako.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible