Deuteronomy 22:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haufaniri kuʋona nzombe yehama yako, kana gwai rake, ɀicirashika, ukaɀinyenyeredza; ɀirokwaɀo unofanira kuɀidzosera kuhama yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukaona nzombe yehama yako kana gwai rake rarasika, usarishayira hanya asi uone kuti waridzorera kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rega kuti ukaona mombe kana hwai yehama yako muIsiraeri ichitetereka woita sousingaioni, idzorere kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haufaniri kuona nzombe yehama yako, kana gwai rake, zvichirashika, ukazvinyenyeredza; zvirokwazvo unofanira kuzvidzosera kuhama yako.
Shona 2009?
"Haufaniri kuona nzombe yehama yako, kana gwai rake, zvichirashika, ukazvinyenyeredza; zvirokwazvo unofanira kuzvidzosera kuhama yako.
Shona SUB 2002 Bible
“Haufaniri kuona nzombe yehama yako, kana gwai rake, zvichirashika, ukazvinyenyeredza; zvirokwazvo unofanira kuzvidzosera kuhama yako.