Deuteronomy 22:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuziitira masa pamiromo minna yeŋguʋo yako yaunoɀifukidza nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unofanira kuzviitira pfunha pamakona mana enguo yaunopfeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Sonerera masa pamakona mana echari yaunofuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuzviitira masa pamiromo mina yenguo yako yaunozvifukidza nayo.
Shona 2009?
Unofanira kuzviitira masa pamiromo mina yenguvo yako yaunozvifukidza nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuzviitira masa pamiromo mina yenguo yako yaunozvifukidza nayo.