Deuteronomy 22:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akamupomera ɀinonyadza, nokutaura ɀakaipa pamsoro pake, aciti: Ndakawana mukadzi uyu, asi ndakati ndicisweɗera kwaari, handina‐kuwana ɀiratidzo ɀoʋumhandara bgake kwaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akamunyomba uye akamupa zita rakaipa achiti, “Ndakawana mukadzi uyu, asi mushure mokuva naye, ndakamuwana asiri mhandara,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achimufumura nezvaanomupomera nokuipisa zita rake achiti, ‘Ndakatora mukadzi uyu asi ndakamuwana asisina umhandara.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akamupomera zvinonyadza, nokutaura zvakaipa pamusoro pake, achiti, ‘Ndakawana mukadzi uyu, asi ndakati ndichiswedera kwaari, handina kuwana zviratidzo zvoumhandara hwake kwaari’;
Shona 2009?
akamupomera zvinonyadza, nokutaura zvakaipa pamusoro pake, achiti, `Ndakawana mukadzi uyu, asi ndakati ndichiswedera kwaari, handina kuwana zviratidzo zvoumhandara hwake kwaari';
Shona SUB 2002 Bible
akamupomera zvinonyadza, nokutaura zvakaipa pamusoro pake, achiti, ‘Ndakawana mukadzi uyu, asi ndakati ndichiswedera kwaari, handina kuwana zviratidzo zvoumhandara hwake kwaari’;