Deuteronomy 22:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino ɓaɓa ʋomusikana ʋanofanira kuti kuʋakuru: Ndakapa murume uyu mŋanasikana waŋgu, kuti aʋe mukadzi wake, asi ɀino womuʋeŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vomusikana uyu vachati kuvakuru, “Ndakapa mwanasikana wangu kuti awanikwe nomurume uyu, asi haana kumufarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vomukadzi iyeyo vachaudza vakuru vakuru vachiti, ‘Ini ndakaroodza mwana wangu kumurume uyu. Zvino haachamuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino baba vomusikana vanofanira kuti kuvakuru, ‘Ndakapa murume uyu mwanasikana wangu, kuti ave mukadzi wake, asi zvino womuvenga;
Shona 2009?
zvino baba vomusikana vanofanira kuti kuvakuru, `Ndakapa murume uyu mwanasikana wangu, kuti ave mukadzi wake, asi zvino womuvenga;
Shona SUB 2002 Bible
zvino baba vomusikana vanofanira kuti kuvakuru, ‘Ndakapa murume uyu mwanasikana wangu, kuti ave mukadzi wake, asi zvino womuvenga;