Deuteronomy 22:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanofanira kuɓuɗisira musikana kumukoʋa weimba yaɓaɓa ʋake, ʋarume ʋeguta rake ʋagomutaka namabge, afe; nokuti wakaita seɓenzi pakati paIsraeri, pakupata kwake paimba yaɓaɓa ʋake; saiɀoɀo unofanira kubvisa ɀakaipa pakati pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anofanira kuuyiswa pamukova wemba yababa vake uye ipapo varume veguta vagomutaka namabwe afe. Akaita chinhu chinonyadzisa muIsraeri nokuda kwokupata kwake paaiva achiri mumba mababa vake. Munofanira kubvisa chakaipa pakati penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ngaaunzwe kumusuo wemba yababa vake. Varume vomuguta iroro ngavamuteme namatombo afe nokuti akaita unzenza muIsiraeri nokuita ufeve ari pamba pababa vake. Nokudaro muchaita kuti huipi hwakadai hupere pakati penyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanofanira kubudisira musikana kumukova weimba yababa vake, varume veguta rake vagomutaka namabwe, afe; nokuti wakaita sebenzi pakati paIsiraeri, pakupata kwake paimba yababa vake; saizvozvo anofanira kubvisa zvakaipa pakati pako.
Shona 2009?
vanofanira kubudisira musikana kumukova weimba yababa vake, varume veguta rake vagomutaka namabwe, afe; nokuti wakaita sebenzi pakati paIsiraeri, pakupata kwake paimba yababa vake; saizvozvo anofanira kubvisa zvakaipa pakati pako.
Shona SUB 2002 Bible
vanofanira kubudisira musikana kumukova weimba yababa vake, varume veguta rake vagomutaka namabwe, afe; nokuti wakaita sebenzi pakati paIsiraeri, pakupata kwake paimba yababa vake; saizvozvo unofanira kubvisa zvakaipa pakati pako.