Deuteronomy 22:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi musikana haufaniri kumuita cinhu; musikana haana‐kuita ciʋi cinofanirwa norufu; nokuti shoko iri rakafanana neromurume wakamukira wokwake akamuʋuraya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musaita chinhu kumusikana wacho; haana kuita chivi chinofanira rufu. Mhaka iyi yakafanana neyomunhu anorwisa nokuuraya muvakidzani wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi musikana iyeyo musamurange. Haana mhosva inokodzera rufu. Mhosva yakadai yakafanana nemhosva yemunhu anomukira mumwe wake achimuuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi musikana haufaniri kumuita chinhu; musikana haana kuita chivi chinofanirwa norufu; nokuti shoko iri rakafanana neromurume wakamukira wokwake akamuuraya;
Shona 2009?
asi musikana haufaniri kumuita chinhu; musikana haana kuita chivi chinofanirwa norufu; nokuti shoko iri rakafanana neromurume wakamukira wokwake akamuuraya;
Shona SUB 2002 Bible
asi musikana haufaniri kumuita chinhu; musikana haana kuita chivi chinofanirwa norufu; nokuti shoko iri rakafanana neromurume wakamukira wokwake akamuuraya;