Deuteronomy 22:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti wakamuwana kusaŋgo, musikana wakanyeŋgwa akaridza mhere, asi kwakaŋga kusinomunhu kumurwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti murume uyu akawana musikana uyu kunze musango, uye kunyange musikana uyu akaita mhiko akaridza mhere, pakanga pasina aigona kumununura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti murume uyu akasangana nemhandara iyi musango, kunyange dai yakaridza zvayo mhere hapana aiinunura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti wakamuwana kusango, musikana wakanyengwa akaridza mhere, asi kwakanga kusino munhu kumurwira.
Shona 2009?
nokuti wakamuwana kusango, musikana wakanyengwa akaridza mhere, asi kwakanga kusinomunhu kumurwira.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti wakamuwana kusango, musikana wakapfimbwa akaridza mhere, asi kwakanga kusino munhu wokumurwira.