Deuteronomy 22:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana murume akawana musikana, iciri mhandara, ugere kunyeŋgwa, akaita simba naye, akaʋata naye, ʋakaʋonekwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana murume akasangana nomusikana asina kupiwa nduma yokuwanikwa akamumanikidza kuvata naye uye vakawanikidzwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana murume akaona mhandara isati yaroorwa akaibata chibharo kana vakawanikidzwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana murume akawana musikana, ichiri mhandara, ugere kunyengwa, akaita simba naye, akavata naye, vakaonekwa;
Shona 2009?
"Kana murume akawana musikana, uchiri mhandara, ugere kunyengwa, akaita simba naye, akavata naye, vakaonekwa,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana murume akawana musikana, ichiri mhandara, ugere kupfimbwa, akaita simba naye, akavata naye, vakaonekwa;