Deuteronomy 22:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo murume wakaʋata naye unofanira kupa ɓaɓa ʋake mashekeri anamakumi mashanu esirveri, ɀino iye unofanira kuʋa mukadzi wake, nokuti wamunyadzisa; haafaniri kuzomurasha paʋupenyu bgake bgose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
acharipa baba vomusikana uyu mashekeri makumi mashanub esirivha. Anofanira kuwana musikana wacho, nokuti amukanganisa. Haafaniri kumuramba mazuva ose oupenyu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
murume iyeyo ngaape baba vomusikana makumi mashanu emari yesirivha. Musikana iyeyo achava mukadzi wake nokuti akamufumura. Haabvumirwi kurambana nomukadzi iyeyo upenyu hwake hwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo murume wakavata naye anofanira kupa baba vake mashekeri ana makumi mashanu esirivha, zvino iye unofanira kuva mukadzi wake, nokuti wamunyadzisa; haafaniri kuzomurasha paupenyu hwake hwose.
Shona 2009?
ipapo murume wakavata naye anofanira kupa baba vake mashekeri ana makumi mashanu esirivha, zvino iye unofanira kuva mukadzi wake, nokuti wamunyadzisa; haafaniri kuzomurasha paupenyu hwake hwose.
Shona SUB 2002 Bible
ipapo murume wakavata naye anofanira kupa baba vake mashekeri ana makumi mashanu esirivha, zvino iye unofanira kuva mukadzi wake, nokuti wamunyadzisa; haafaniri kuzomurasha paupenyu hwake hwose.