Deuteronomy 22:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murume haafaniri kutora mukadzi waɓaɓa ʋake, haafaniri kufukura nhere yaɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume haafaniri kuwana mukadzi wababa vake; haafaniri kuzvidza nhoo yababa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nomukadzi wababa wake nokuti anenge azvidza baba vake nokupinda mumba mavo kwaanenge aita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Murume haafaniri kutora mukadzi wababa vake, haafaniri kufukura nhere yababa vake.
Shona 2009?
"Murume haafaniri kutora mukadzi wababa vake, haafaniri kufukura nhere yababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
“Murume haafaniri kutora mukadzi wababa vake, haafaniri kufukura nhere yababa vake.