Deuteronomy 22:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haufaniri kuʋona mboŋgoro, kana nzombe, ɀehama yako ɀawira pasi panzira, ukaɀinyenyeredza; unofanira kumuɓatsira ɀirokwaɀo kuɀimutsa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukaona mbongoro yehama yako kana nzombe yake yakawa panzira, usairega. Ibatsire kuti imire netsoka dzayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ukaona mombe kana dhongi romumwe wako muIsiraeri rawira pasi pamugwagwa usaite sousina hanya naro. Mubatsire kurimutsa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haufaniri kuona mbongoro, kana nzombe, zvehama yako zvawira pasi panzira, ukazvinyenyeredza; unofanira kumubatsira zvirokwazvo kuzvimutsa.
Shona 2009?
"Haufaniri kuona mbongoro, kana nzombe, zvehama yako zvawira pasi panzira, ukazvinyenyeredza; unofanira kumubatsira zvirokwazvo kuzvimutsa.
Shona SUB 2002 Bible
“Haufaniri kuona mbongoro, kana nzombe, zvehama yako zvawira pasi panzira, ukazvinyenyeredza; unofanira kumubatsira zvirokwazvo kuzvimutsa.