Deuteronomy 22:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi haafaniri kufuka ŋguʋo dzomurume, nomurume haafaniri kufuka ŋguʋo dzomukadzi; nokuti aninani unoita iɀoɀo unonyaŋgadza Jehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi haafaniri kupfeka nguo dzomurume, uye murume haafaniri kupfeka nguo dzomukadzi, nokuti Jehovha Mwari wenyu anonyangadzwa nomunhu anoita izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhukadzi ngaarege kupfeka hanzu dzinopfekwa nomunhurume. Munhurume ngaarege kupfeka hanzu dzinopfekwa navakadzi. Ani naani anoita izvozvo anosemesa Tenzi Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mukadzi haafaniri kufuka nguo dzomurume, nomurume haafaniri kufuka nguo dzomukadzi; nokuti ani naani unoita izvozvo unonyangadza Jehovha Mwari wako.
Shona 2009?
"Mukadzi haafaniri kufuka nguvo dzomurume, nomurume haafaniri kufuka nguvo dzomukadzi; nokuti ani naani unoita izvozvo unonyangadza Jehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
“Mukadzi haafaniri kufuka nguo dzomurume, nomurume haafaniri kufuka nguo dzomukadzi; nokuti ani naani unoita izvozvo unonyangadza Jehovha Mwari wako.