Deuteronomy 22:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukawana ɗendere reshiri panzira, pamuti upi noupi, kana pasi, rinaʋana kana mazai, mai icivuvatira ʋana kana mazai, haufaniri kutora mai naʋana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukaona dendere reshiri panzira, ringava riri mumuti kana riri pasi, uye mai vacho vachivhuvatira vana kana mazai, usatora mai pamwe chete navana vayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ukaona dendere reshiri mumuti kana pasi zvapo munenge muine shiri yakavhumbamira manyana ayo, kana kurindira mazai ayo, usabate mai vacho nokutorawo manyana ayo kana mazai ayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ukawana dendere reshiri panzira, pamuti upi noupi, kana pasi, rina vana kana mazai, mai ichivhuvhatira vana kana mazai, haufaniri kutora mai navana;
Shona 2009?
"Kana ukawana dendere reshiri panzira, pamuti upi noupi, kana pasi, rina vana kana mazai, mai ichivhuvatira vana kana mazai, haufaniri kutora mai navana;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ukawana dendere reshiri panzira, pamuti upi noupi, kana pasi, rina vana kana mazai, mai ichivhuvhatira vana kana mazai, haufaniri kutora mai navana;