Deuteronomy 22:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukaʋaka imba itȿa, unofanira kuisa rumhanda paɗeŋga rako, kuti urege kuʋuyisa mhoȿa yeropa pamsoro peimba yako, kana mumŋe munhu akawa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana uchinge wavaka imba itsva, unofanira kuisa rumhanda padenga remba yako kuitira kuti urege kuuyisa mhosva yeropa pamusoro pemba yako kana mumwe munhu azowa kubva padenga rayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana wavaka imba itsva ine denga rakati sandara vakira kumucheto kwaro chinodzivirira kuti vanofambapo varege kutozomoka. Kana wadaro hauzovi nemhosva yeropa romunhu angangotozomokapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ukavaka imba itsva, unofanira kuisa rumhanda padenga rako, kuti urege kuuyisa mhosva yeropa pamusoro peimba yako, kana mumwe munhu akawapo.
Shona 2009?
"Kana ukavaka imba itsva, unofanira kuisa rumhanda padenga rako, kuti urege kuuyisa mhosva yeropa pamusoro peimba yako, kana mumwe munhu akawapo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ukavaka imba itsva, unofanira kuisa rumhanda padenga rako, kuti urege kuuyisa mhosva yeropa pamusoro peimba yako, kana mumwe munhu akawapo.