Deuteronomy 23:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakakuʋadzwa manhu ake kana cirema cake haafaniri kupinda paʋuŋgano yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana murume akakuvadzwa manhu ake kana kubviswa nhengo yake achapinda paungano yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Hakuna munhurume ane zvombo zvake zvakakuvadzwa kana zvakachekwa anobvumirwa kuva nhengo yesangano raTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munhu wakakuvadzwa manhu ake kana chirema chake haafaniri kupinda paungano yaJehovha.
Shona 2009?
"Munhu wakakuvadzwa manhu ake kana chirema chake haafaniri kupinda paungano yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Munhu wakakuvadzwa manhu ake kana chirema chake haafaniri kupinda paungano yaJehovha.