Deuteronomy 23:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana kunomumŋe pakati penyu usina‐kunaka nokuɗa kweɀakamuwira ʋusiku, unofanira kuɓuɗa kunze kwemisasa, ŋgaarege kupinda pamisasa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mumwe wavarume venyu asina kuchena nokuda kwokuti akazvirotera usiku, anofanira kubuda kunze kwomusasa agareko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana pakati penyu pane mumwe akan'ora nokuzvirotera anofanira kundogara kunze kwomusasa amborega kupindamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana kuno mumwe pakati penyu usina kunaka nokuda kwezvakamuwira usiku, unofanira kubuda kunze kwemisasa, ngaarege kupinda pamisasa;
Shona 2009?
Kana kuno mumwe pakati penyu usina kunaka nokuda kwezvakamuwira usiku, unofanira kubuda kunze kwemisasa, ngaarege kupinda pamisasa;
Shona SUB 2002 Bible
Kana kuno mumwe pakati penyu asina kunaka nokuda kwezvakamuwira usiku, unofanira kubuda kunze kwemisasa, ngaarege kupinda pamisasa;