Deuteronomy 23:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usadzosera muranda kunatenzi wake, wakatizira kwauri, acibva kunatenzi wake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muranda atizira kwauri, usamudzosera kuna tenzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana muranda akatiza tenzi wake, achizopotera kwamuri musamudzosere kuna tenzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usadzosera muranda kuna tenzi wake, wakatizira kwauri, achibva kuna tenzi wake;
Shona 2009?
"Usadzosera muranda kuna tenzi wake, wakatizira kwauri, achibva kuna tenzi wake;
Shona SUB 2002 Bible
“Usadzosera muranda kuna tenzi wake, akatizira kwauri, achibva kuna tenzi wake;