Deuteronomy 23:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋana woʋupombge haafaniri kupinda paʋuŋgano yaJehova; kunyaŋge kuȿikira parudzi rwegumi ʋana ʋake haʋafaniri kupinda paʋuŋgano yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana munhu akaberekwa noupombwe, kana vana vake, anofanira kupinda paungano yaJehovha, kusvikira kurudzi rwegumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwana womudondo haabvumirwi kuva nhengo yesangano raTenzi, iye kana vana vake kudzamara kuchizvarwa chake chechigumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwana woupombwe haafaniri kupinda paungano yaJehovha; kunyange kusvikira parudzi rwegumi vana vake havafaniri kupinda paungano yaJehovha.
Shona 2009?
"Mwana woupombwe haafaniri kupinda paungano yaJehovha; kunyange kusvikira parudzi rwegumi vana vake havafaniri kupinda paungano yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Mwana woupombwe haafaniri kupinda paungano yaJehovha; kunyangwe kusvikira parudzi rwegumi vana vake havafaniri kupinda paungano yaJehovha.