Deuteronomy 23:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MuAmoni nomuMoabi haʋafaniri kupinda paʋuŋgano yaJehova; kunyaŋge kuȿikira parudzi rwegumi mumŋe wokwaʋo haafaniri kupinda paʋuŋgano yaJehova nokusiŋgaperi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana muAmoni kana muMoabhu, kana munhu upi worudzi rwake anofanira kupinda paungano yaJehovha, kusvikira kurudzi rwegumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Hakuna muAmoni kana muMoabhu anobvumirwa kuva nhengo yesangano raTenzi narini wose, iye kana vana vake kusvikira kuchizvarwa chake chechigumi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“MuAmoni nomuMoabhu havafaniri kupinda paungano yaJehovha; kunyange kusvikira parudzi rwegumi mumwe wokwavo haafaniri kupinda paungano yaJehovha nokusingaperi;
Shona 2009?
"MuAmoni nomuMoabhu havafaniri kupinda paungano yaJehovha; kunyange kusvikira parudzi rwegumi mumwe wokwavo haafaniri kupinda paungano yaJehovha nokusingaperi;
Shona SUB 2002 Bible
“MuAmoni nomuMoabhu havafaniri kupinda paungano yaJehovha; kunyangwe kusvikira parudzi rwegumi mumwe wokwavo haafaniri kupinda paungano yaJehovha nokusingaperi;