Deuteronomy 23:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haufaniri kusema muEdomi, nokuti ihama yako; haufaniri kusema muEgipita, nokuti wakaŋga uri mutorwa iwe panyika yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haufaniri kusema muEdhomu, nokuti ihama yako. Usasema muIjipita nokuti wakagara somutorwa munyika yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usashore muEdhomu nokuti ihama yako. Usashore muIjipiti nokuti iwe wakambovawo mutorwa munyika yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haufaniri kusema muEdhomu, nokuti ihama yako; haufaniri kusema muIjipiti, nokuti wakanga uri mutorwa iwe panyika yake.
Shona 2009?
"Haufaniri kusema muEdhomu, nokuti ihama yako; haufaniri kusema muIjipiti, nokuti wakanga uri mutorwa iwe panyika yake.
Shona SUB 2002 Bible
“Haufaniri kusema muEdhomu, nokuti ihama yako; haufaniri kusema muIjipiti, nokuti wakanga uri mutorwa iwe panyika yake.