Deuteronomy 23:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ucindorwa naʋaʋeŋgi ʋako, unofanira kuɀiceŋgeta paɀinhu ɀose ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchinge maungana kuti murwe navavengi venyu, zvichengetedzei kubva pazvinhu zvose zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana maenda kundorwa navavengi venyu muri pamusasa muzvichengetedze imi pachenyu kuzvinhu zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana uchindorwa navavengi vako, unofanira kuzvichengeta pazvinhu zvose zvakaipa.
Shona 2009?
"Kana uchindorwa navavengi vako, unofanira kuzvichengeta pazvinhu zvose zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana uchindorwa navavengi vako, unofanira kuzvichengeta pazvinhu zvose zvakaipa.