Deuteronomy 24:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana murume akatora mukadzi, akamuwana, ɀino akasafara naye, nokuti wawana cinhu cisina‐kufanira kwaari, unofanira kumunyorera rugwaro rwokumuramba, ndokuruisa muruʋoko rwake, ndokumubvisa mumba make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana murume akawana mukadzi akasafadzwa naye nokuti awana chinhu chisina kufanira paari, akamupa rugwaro rwokumuramba, uye akamudzinga kubva mumba make,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvingaitike kuti murume oroora mukadzi ozowana chinhu chisingamufadzi maari nokuti anenge aona chinhu chisina kufanira maari, obva omupa mumaoko tsamba yegupuro achimudzinga pamba pake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana murume akatora mukadzi, akamuwana, zvino akasafara naye, nokuti wawana chinhu chisina kufanira kwaari, unofanira kumunyorera rugwaro rwokumuramba, ndokuruisa muruoko rwake, ndokumubvisa mumba make.
Shona 2009?
"Kana murume akatora mukadzi, akamuwana, zvino akasafara naye, nokuti wawana chinhu chisina kufanira kwaari, unofanira kumunyorera rugwaro rwokumuramba, ndokuruisa muruoko rwake, ndokumubvisa mumba make.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana murume akatora mukadzi, akamuwana, zvino akasafara naye, nokuti wawana chinhu chisina kufanira kwaari, unofanira kumunyorera rugwaro rwokumuramba, ndokuruisa muruoko rwake, ndokumubvisa mumba make.