Deuteronomy 24:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kumudzosera ruɓatso kana zuʋa roʋira, kuti aʋate neŋguʋo yake, akuropatadze; ucaruramiswa pamsoro paiɀoɀo naJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzosera jasi rake kwaari pakuvira kwezuva kuti agovata mariri. Ipapo achakutenda, uye zvigoonekwa sokuita kwakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzosere chinhu chake kana zuva rodoka kuti awane chokurara akafuka agokutenda iwewe unenge watoita zvakarurama kuna Tenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kumudzosera rubatso kana zuva rovira, kuti avate nenguo yake, akuropafadze; ucharuramiswa pamusoro paizvozvo naJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
Unofanira kumudzosera rubatso kana zuva rovira, kuti avate nenguvo yake, akuropafadze; ucharuramiswa pamusoro paizvozvo naJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kumudzosera rubatso kana zuva rovira, kuti avate nenguo yake, akuropafadze; ucharuramiswa pamusoro paizvozvo naJehovha Mwari wako.