Deuteronomy 24:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usamanikidza muranda unokuɓatira, ari murombo unoshaiwa, kana ari mumŋe wehama dzako, kana waʋatorwa ʋako ʋari munyika yako, mukati mamasuʋo ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usamanikidza mushandi wako kana ari murombo kana munhu anoshayiwa, hazvinei kuti ihama yako muIsraeri kana kuti mutorwa anogara mune rimwe ramaguta enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usabate zvakaipa mushandi murombo asina chokubata angave mumwe wako muIsiraeri, kana vatorwa vari mumaguta enyu munyika yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usamanikidza muranda unokubatira, ari murombo unoshaiwa, kana ari mumwe wehama dzako, kana wavatorwa vako vari munyika yako, mukati mamasuo ako.
Shona 2009?
"Usamanikidza muranda unokubatira, ari murombo unoshaiwa, kana ari mumwe wehama dzako, kana wavatorwa vako vari munyika yako, mukati mamasuo ako.
Shona SUB 2002 Bible
“Usamanikidza muranda unokubatira, ari murombo unoshaiwa, kana ari mumwe wehama dzako, kana wavatorwa vako vari munyika yako, mukati mamasuwo ako.