Deuteronomy 24:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madziɓaɓa haafaniri kuʋurawa pamsoro paʋana ʋaʋo, naʋana haʋafaniri kuʋurawa pamsoro pamadziɓaɓa aʋo; munhu mumŋe nomumŋe unofanira kuʋurayirwa ɀiʋi ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzibaba haafaniri kuurayiwa nokuda kwevana vavo, kana vana kuurayiwa nokuda kwamadzibaba avo; mumwe nomumwe achafira chivi chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Madzibaba haafanire kuurayirwa mhosva dzavana vavo. Vana havafanirewo kuurayirwa mhosva dzamadzibaba avo. Munhu pachake anofira mhosva yake iye pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Madzibaba haafaniri kuurawa pamusoro pavana vavo, navana havafaniri kuurawa pamusoro pamadzibaba avo; munhu mumwe nomumwe anofanira kuurayirwa zvivi zvake.
Shona 2009?
"Madzibaba haafaniri kuurawa pamusoro pavana vavo, navana havafaniri kuurawa pamusoro pamadzibaba avo; munhu mumwe nomumwe anofanira kuurayirwa zvivi zvake.
Shona SUB 2002 Bible
“Madzibaba haafaniri kuurayiwa pamusoro pavana vavo, navana havafaniri kuurayiwa pamusoro pamadzibaba avo; munhu mumwe nomumwe anofanira kuurayirwa zvivi zvake.