Deuteronomy 24:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatoŋgera mutorwa kana nherera ɀisina‐kururama; ʋuye haufaniri kutora ŋguʋo yecirikadzi kuita ruɓatso nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usarega kururamisira mutorwa kana nherera, uye usatora nguo yechirikadzi sorubatso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rega kuti kana wotonga mutorwa kana nherera, wosiya zviri pamutemo. Kana ukakweretesa chirikadzi, rega kuitorera hanzu yayo yokumbofanobata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usatongera mutorwa kana nherera zvisina kururama; uye haufaniri kutora nguo yechirikadzi kuita rubatso nayo.
Shona 2009?
"Usatongera mutorwa kana nherera zvisina kururama; uye haufaniri kutora nguvo yechirikadzi kuita rubatso nayo.
Shona SUB 2002 Bible
“Usatongera mutorwa kana nherera zvisina kururama; uye haufaniri kutora nguo yechirikadzi kuita rubatso nayo.