Deuteronomy 24:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi unofanira kuraŋgarira kuti wakaŋga uri muranda paEgipita, Jehova Mŋari wako akakudzikinura ipapo; naiɀoɀo ndinokuraira kuita cinhu ici.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murangarire kuti maimbova varanda muIjipiti uye Jehovha Mwari wenyu akakudzikinurai kubva ikoko. Ndokusaka ndichikurayirai kuti muite izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unofanira kurangarira kuti wakambova muranda muIjipiti, Tenzi Mwari wako akazokununurako ndokusaka ndakupa murao uyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi unofanira kurangarira kuti wakanga uri muranda paIjipiti, Jehovha Mwari wako akakudzikinura ipapo; naizvozvo ndinokuraira kuita chinhu ichi.
Shona 2009?
Asi unofanira kurangarira kuti wakanga uri muranda paIjipiti, Jehovha Mwari wako akakudzikunura ipapo; naizvozvo ndinokuraira kuita chinhu ichi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi unofanira kurangarira kuti wakanga uri muranda muIjipiti, Jehovha Mwari wako akakudzikinura ipapo; naizvozvo ndinokuraira kuita chinhu ichi.