Deuteronomy 24:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana murume uyu ɀe akamuʋeŋga, akamunyorera rugwaro rwokumuramba, akamupa irwo muruʋoko rwake, akamubvisa mumba make, kunyaŋge murume uyu akazofa, iye wakazomuwana,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye murume wake wechipiri akasamufarira, akamupa rugwaro rwokumuramba, uye akamudzinga kubva mumba make, kana kuti murume uyu akafa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
murume iyeyo akasafadzwawo naye akamupawo mumaoko tsamba yegupuro achibva amudzinga pamba pake, kana kuti murume wacho ofa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana murume uyuzve akamuvenga, akamunyorera rugwaro rwokumuramba, akamupa irwo muruoko rwake, akamubvisa mumba make, kunyange murume uyu akazofa, iye wakazomuwana,
Shona 2009?
Kana murume uyuzve akamuvenga, akamunyorera rugwaro rwokumuramba, akamupa irwo muruoko rwake, akamubvisa mumba make, kunyange murume uyu akazofa, iye wakazomuwana,
Shona SUB 2002 Bible
Kana murume uyuzve akamuvenga, akamunyorera rugwaro rwokumuramba, akamupa irwo muruoko rwake, akamubvisa mumba make, kunyangwe murume uyu akazofa, iye wakazomuwana,