Deuteronomy 24:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu haafaniri kutora guyo kana huyo, kuti ruʋe ruɓatso; nokuti unotora ruɓatso rwoʋupenyu bgomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usatora guyo kana huyo sorubatso rwechikwereti, nokuti unenge watora zvinoraramisa munhu sorubatso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ukakweretesa munhu usambofanomubatira guyo, kana huyo yake kuti azokudzosera nokuti unenge wamutorera chinomuraramisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munhu haafaniri kutora guyo kana huyo, kuti ruve rubatso; nokuti unotora rubatso; rwoupenyu hwomunhu.
Shona 2009?
"Munhu haafaniri kutora guyo kana huyo, kuti ruve rubatso; nokuti unotora rubatso rwoupenyu hwomunhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Munhu haafaniri kutora guyo kana huyo, kuti ruve rubatso; nokuti unotora rubatso rwoupenyu hwomunhu.